Eksodho 32:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Mosesi akabva amira pagedhi romusasa akati: “Ndiani ari kurutivi rwaJehovha? Ngaauye kwandiri!”+ Vanakomana vose vaRevhi vakatanga kuungana kwaari. Numeri 8:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Tora vaRevhi pakati pevanakomana vaIsraeri, uvachenese.+ Numeri 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Swededzawo hama dzako dzedzinza raRevhi, dzinza rababa vako, dzauinadzo, kuti dzive newe uye dzikushumire,+ iwe nevanakomana vako vauinavo, pamberi petende reChipupuriro.+ Maraki 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Muchaziva kuti ndakakutumirai murayiro uyu,+ kuti sungano yangu+ naRevhi irambe iripo,”+ Jehovha wemauto adaro.
26 Mosesi akabva amira pagedhi romusasa akati: “Ndiani ari kurutivi rwaJehovha? Ngaauye kwandiri!”+ Vanakomana vose vaRevhi vakatanga kuungana kwaari.
2 Swededzawo hama dzako dzedzinza raRevhi, dzinza rababa vako, dzauinadzo, kuti dzive newe uye dzikushumire,+ iwe nevanakomana vako vauinavo, pamberi petende reChipupuriro.+
4 Muchaziva kuti ndakakutumirai murayiro uyu,+ kuti sungano yangu+ naRevhi irambe iripo,”+ Jehovha wemauto adaro.