Numeri 1:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 Iwe gadza vaRevhi kuti vatarisire tebhenekeri yeChipupuriro+ nemidziyo yayo yose nezvinhu zvayo zvose.+ Ndivo vachatakura tebhenekeri nemidziyo yayo yose,+ uye ndivo vachashumira+ pairi; uye vanofanira kudzika musasa vakakomba tebhenekeri.+ Numeri 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Aroni anofanira kuita kuti vaRevhi vazunguzirwe pamberi paJehovha sezvinoitwa chinopiwa chinozunguzirwa+ chinobva kuvanakomana vaIsraeri, uye vanofanira kuita basa rokushumira Jehovha.+ Numeri 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chinhu chiduku here kwamuri kuti Mwari waIsraeri akakutsaurai+ paungano yaIsraeri kuti akuisei kwaari kuti muite basa repatebhenekeri yaJehovha uye kuti mumire pamberi peungano kuti muishumire,+
50 Iwe gadza vaRevhi kuti vatarisire tebhenekeri yeChipupuriro+ nemidziyo yayo yose nezvinhu zvayo zvose.+ Ndivo vachatakura tebhenekeri nemidziyo yayo yose,+ uye ndivo vachashumira+ pairi; uye vanofanira kudzika musasa vakakomba tebhenekeri.+
11 Aroni anofanira kuita kuti vaRevhi vazunguzirwe pamberi paJehovha sezvinoitwa chinopiwa chinozunguzirwa+ chinobva kuvanakomana vaIsraeri, uye vanofanira kuita basa rokushumira Jehovha.+
9 Chinhu chiduku here kwamuri kuti Mwari waIsraeri akakutsaurai+ paungano yaIsraeri kuti akuisei kwaari kuti muite basa repatebhenekeri yaJehovha uye kuti mumire pamberi peungano kuti muishumire,+