Genesisi 41:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Akatumidza wechipiri kuti Efremu,+ nokuti, sezvaakataura, “Mwari aita kuti ndibereke munyika yokutambudzika kwangu.”+
52 Akatumidza wechipiri kuti Efremu,+ nokuti, sezvaakataura, “Mwari aita kuti ndibereke munyika yokutambudzika kwangu.”+