Numeri 28:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Uti kwavari, ‘Ichi ndicho chinopiwa chinopiswa nomoto chamuchauya nacho kuna Jehovha: pazuva roga roga, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete kuti ave chinopiwa chinopiswa nguva dzose.+
3 “Uti kwavari, ‘Ichi ndicho chinopiwa chinopiswa nomoto chamuchauya nacho kuna Jehovha: pazuva roga roga, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete kuti ave chinopiwa chinopiswa nguva dzose.+