Dheuteronomi 16:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Uchaitira Jehovha Mwari wako mutambo kwemazuva manomwe+ munzvimbo ichasarudzwa naJehovha, nokuti Jehovha Mwari wako achakukomborera+ pazvibereko zvako zvose uye pamabasa ose emaoko ako, uye unofanira kufara kwazvo.+
15 Uchaitira Jehovha Mwari wako mutambo kwemazuva manomwe+ munzvimbo ichasarudzwa naJehovha, nokuti Jehovha Mwari wako achakukomborera+ pazvibereko zvako zvose uye pamabasa ose emaoko ako, uye unofanira kufara kwazvo.+