Numeri 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi haana chaakapa vanakomana vaKohati, nokuti vaiva nebasa repanzvimbo tsvene.+ Vaitakura nepamapfudzi avo.+ Numeri 10:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 VaKohati sevatakuri vezvinhu zvakatsveneswa zvomunzvimbo tsvene+ vakatama, zvavaifanira kunge vamisa tebhenekeri panguva yavaizosvika. Dheuteronomi 31:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Mosesi akabva anyora mutemo uyu,+ akaupa vapristi vanakomana vaRevhi,+ ivo vatakuri veareka yesungano yaJehovha,+ nevarume vakuru vose vaIsraeri. 1 Makoronike 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Panguva iyoyo Dhavhidhi ndipo paakati: “Hapana anofanira kutakura areka yaMwari wechokwadi kunze kwevaRevhi, nokuti ndivo vakasarudzwa naJehovha kuti vatakure areka yaJehovha,+ uye kuti vamushumire+ nokusingagumi.”
9 Asi haana chaakapa vanakomana vaKohati, nokuti vaiva nebasa repanzvimbo tsvene.+ Vaitakura nepamapfudzi avo.+
21 VaKohati sevatakuri vezvinhu zvakatsveneswa zvomunzvimbo tsvene+ vakatama, zvavaifanira kunge vamisa tebhenekeri panguva yavaizosvika.
9 Mosesi akabva anyora mutemo uyu,+ akaupa vapristi vanakomana vaRevhi,+ ivo vatakuri veareka yesungano yaJehovha,+ nevarume vakuru vose vaIsraeri.
2 Panguva iyoyo Dhavhidhi ndipo paakati: “Hapana anofanira kutakura areka yaMwari wechokwadi kunze kwevaRevhi, nokuti ndivo vakasarudzwa naJehovha kuti vatakure areka yaJehovha,+ uye kuti vamushumire+ nokusingagumi.”