Numeri 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kana vakaaridza ose, ungano yose inofanira kusangana newe pasuo retende rokusanganira sezvakarongwa.+ Joeri 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Haiwa imi varume, ridzai hwamanda muZiyoni.+ Tsaurai nguva yokutsanya.+ Shevedzerai kuti vanhu vauye kukuungana kukuru.+
3 Kana vakaaridza ose, ungano yose inofanira kusangana newe pasuo retende rokusanganira sezvakarongwa.+
15 “Haiwa imi varume, ridzai hwamanda muZiyoni.+ Tsaurai nguva yokutsanya.+ Shevedzerai kuti vanhu vauye kukuungana kukuru.+