Dheuteronomi 1:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 aikutungamirirai panzira, kuti akusorerei nzvimbo yokuti mudzike musasa,+ achishandisa moto usiku kuti muone nzira yamunofanira kufamba nayo uye achishandisa gore masikati.+ Joshua 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 vakarayira vanhu, vachiti: “Pamunongoona areka yesungano yaJehovha Mwari wenyu, uye vapristi, vaRevhi, vakaitakura,+ ibvai matama munzvimbo yenyu, muitevere, Joshua 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 —asi ngapave nechinhambwe chakayerwa+ chemakubhiti anenge zviuru zviviri pakati penyu nayo; musaswedera pedyo nayo—kuti muzive nzira yamuchaenda nayo, nokuti hamuna kumbofamba nenzira iyoyo.”
33 aikutungamirirai panzira, kuti akusorerei nzvimbo yokuti mudzike musasa,+ achishandisa moto usiku kuti muone nzira yamunofanira kufamba nayo uye achishandisa gore masikati.+
3 vakarayira vanhu, vachiti: “Pamunongoona areka yesungano yaJehovha Mwari wenyu, uye vapristi, vaRevhi, vakaitakura,+ ibvai matama munzvimbo yenyu, muitevere,
4 —asi ngapave nechinhambwe chakayerwa+ chemakubhiti anenge zviuru zviviri pakati penyu nayo; musaswedera pedyo nayo—kuti muzive nzira yamuchaenda nayo, nokuti hamuna kumbofamba nenzira iyoyo.”