RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 32:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino Mosesi akatsvaka kuti Jehovha Mwari wake anzwe nyasha,+ akati: “Haiwa Jehovha, nei hasha+ dzenyu dzichifanira kumukira vanhu venyu vamakabudisa munyika yeIjipiti nesimba guru uye noruoko rune simba?

  • Jakobho 5:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Naizvozvo reururiranai pachena+ zvivi zvenyu munyengetererane, kuti muporeswe.+ Kuteterera kwomunhu akarurama, kune simba guru+ pakushanda kwakunoita.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe