Jobho 30:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vanondisema, vanoramba vari kure neni;+Uye havaregi kupfira mate kuchiso changu.+ Isaya 50:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakapa varovi musana wangu, uye ndakapa vaya vanodzura bvudzi matama+ angu. Handina kuvanzira chiso changu zvinhu zvinonyadzisa uye kupfirwa mate.+
6 Ndakapa varovi musana wangu, uye ndakapa vaya vanodzura bvudzi matama+ angu. Handina kuvanzira chiso changu zvinhu zvinonyadzisa uye kupfirwa mate.+