Revhitiko 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi kana chidzvanga chacho chiri chichena paganda renyama yake uye chichioneka kuti hachina kudzika pasi peganda uye mvere dzacho dzisina kuchinja kuva chena, mupristi anofanira kubva aisa munhu ane hosha yacho kwake oga+ kwemazuva manomwe.
4 Asi kana chidzvanga chacho chiri chichena paganda renyama yake uye chichioneka kuti hachina kudzika pasi peganda uye mvere dzacho dzisina kuchinja kuva chena, mupristi anofanira kubva aisa munhu ane hosha yacho kwake oga+ kwemazuva manomwe.