Revhitiko 27:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Kana munhu akaita mhiko+ chaiyo kuti ape Jehovha mweya maererano nokukosha kwakatarwa, Revhitiko 27:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kana zera racho richibvira pamwedzi mumwe chete kusvikira kumakore mashanu, kukosha kwacho kwakatarwa kwomunhurume ngakubve kwaita mashekeri mashanu+ esirivha uye kukosha kwacho kwakatarwa kwomunhukadzi ngakuite mashekeri matatu esirivha.
2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Kana munhu akaita mhiko+ chaiyo kuti ape Jehovha mweya maererano nokukosha kwakatarwa,
6 Kana zera racho richibvira pamwedzi mumwe chete kusvikira kumakore mashanu, kukosha kwacho kwakatarwa kwomunhurume ngakubve kwaita mashekeri mashanu+ esirivha uye kukosha kwacho kwakatarwa kwomunhukadzi ngakuite mashekeri matatu esirivha.