Eksodho 23:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “Unofanira kuunza zvakanaka kupfuura zvose pazvibereko zvinotanga kuibva zvomunda wako kuimba yaJehovha Mwari wako.+ “Usabika mbudzana nomukaka waamai vayo.+ Numeri 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 pamunodya chero zvokudya zvipi zvazvo zvenyika yacho,+ mupewo Jehovha mupiro. Numeri 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Izvi ndezvako: mupiro+ wechipo chavo pamwe chete nezvinopiwa zvose zvinozunguzirwa+ zvevanakomana vaIsraeri. Ndazvipa iwe nevanakomana vako nevanasikana vako vauinavo,+ kuti zvive mugove wenyu nokusingagumi. Ani naani akachena ari muimba yako angazvidya.+ Numeri 18:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Unofanira kutaura nevaRevhi, uti kwavari, ‘Muchagamuchira chegumi chinobva kuvanakomana vaIsraeri chandakupai kubva kwavari kuti chive nhaka yenyu,+ uye munofanira kupa Jehovha chegumi chinobva pane chegumi chacho kuti chive mupiro.+ Numeri 31:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uutore pahafu yavo woupa mupristi Eriyezari kuti uve mupiro waJehovha.+
19 “Unofanira kuunza zvakanaka kupfuura zvose pazvibereko zvinotanga kuibva zvomunda wako kuimba yaJehovha Mwari wako.+ “Usabika mbudzana nomukaka waamai vayo.+
11 Izvi ndezvako: mupiro+ wechipo chavo pamwe chete nezvinopiwa zvose zvinozunguzirwa+ zvevanakomana vaIsraeri. Ndazvipa iwe nevanakomana vako nevanasikana vako vauinavo,+ kuti zvive mugove wenyu nokusingagumi. Ani naani akachena ari muimba yako angazvidya.+
26 “Unofanira kutaura nevaRevhi, uti kwavari, ‘Muchagamuchira chegumi chinobva kuvanakomana vaIsraeri chandakupai kubva kwavari kuti chive nhaka yenyu,+ uye munofanira kupa Jehovha chegumi chinobva pane chegumi chacho kuti chive mupiro.+