Dheuteronomi 14:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uye muRevhi,+ nokuti haana nhaka kana mugove pamwe chete newe, nomutorwa+ nenherera nechirikadzi,+ vari mukati memagedhi ako, ngavauye, ngavadye vagute; kuti Jehovha Mwari wako akukomborere+ mumabasa ose+ oruoko rwako auchaita. Zvirevo 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Munhu anozvidza wokwake anotadza,+ asi uya anonzwira nyasha vanotambudzika anofara.+ 1 Johani 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi munhu ane zvokutsigira upenyu+ zvenyika ino akaona hama yake ichishayiwa,+ iye oramba kumunzwira tsitsi kwazvo,+ kuda Mwari kunoramba kuri maari sei?+
29 Uye muRevhi,+ nokuti haana nhaka kana mugove pamwe chete newe, nomutorwa+ nenherera nechirikadzi,+ vari mukati memagedhi ako, ngavauye, ngavadye vagute; kuti Jehovha Mwari wako akukomborere+ mumabasa ose+ oruoko rwako auchaita.
17 Asi munhu ane zvokutsigira upenyu+ zvenyika ino akaona hama yake ichishayiwa,+ iye oramba kumunzwira tsitsi kwazvo,+ kuda Mwari kunoramba kuri maari sei?+