7 Kubvira pamazuva emadzitateguru edu+ tave tiine mhosva zvikuru kusvikira nhasi;+ uye nokuda kwokukanganisa kwedu, isu, madzimambo edu,+ vapristi vedu,+ takaiswa muruoko rwemadzimambo edzimwe nyika nebakatwa,+ nokutapwa+ nokupambwa+ nechiso chinonyara,+ sanhasi.