Jeremiya 32:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Ndichavapa mwoyo mumwe+ nenzira imwe kuti vanditye nguva dzose, kuti zvive zvakanaka kwavari nokuvanakomana vavo vanovatevera.+
39 Ndichavapa mwoyo mumwe+ nenzira imwe kuti vanditye nguva dzose, kuti zvive zvakanaka kwavari nokuvanakomana vavo vanovatevera.+