RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:63
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+

  • Jeremiya 32:41
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 41 Ndichapembera nomufaro pamusoro pavo kuti ndivaitire zvakanaka,+ ndichavadyara munyika ino+ muchokwadi nomwoyo wangu wose uye nomweya wangu wose.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe