Dheuteronomi 11:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Onai, ndiri kuisa pamberi penyu nhasi chikomborero nokutukwa:+ Dheuteronomi 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako:
2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako: