Joshua 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Handina kukurayira here?+ Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya,+ nokuti Jehovha Mwari wako anewe kwose kwaunoenda.”+
9 Handina kukurayira here?+ Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya,+ nokuti Jehovha Mwari wako anewe kwose kwaunoenda.”+