Numeri 27:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kana waiona, uchabva waiswa kwakaiswa vanhu vokwako,+ sezvakaitwa mukoma wako Aroni,+ Dheuteronomi 31:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 akati kwavari: “Nhasi ndava nemakore zana nemakumi maviri.+ Handichabvumirwizve kubuda nokupinda,+ Jehovha zvaakati kwandiri, ‘Hauzoyambuki Jodhani urwu.’+
2 akati kwavari: “Nhasi ndava nemakore zana nemakumi maviri.+ Handichabvumirwizve kubuda nokupinda,+ Jehovha zvaakati kwandiri, ‘Hauzoyambuki Jodhani urwu.’+