Isaya 43:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Ini ndakazivisa, ndakaponesa uye ndakaita kuti zvinzwiwe,+ pakwakanga kusina mwari wokumwe pakati penyu.+ Naizvozvo imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye ini ndini Mwari.+
12 “Ini ndakazivisa, ndakaponesa uye ndakaita kuti zvinzwiwe,+ pakwakanga kusina mwari wokumwe pakati penyu.+ Naizvozvo imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye ini ndini Mwari.+