Joshua 10:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Joshua akabva audzwa, kuti: “Madzimambo mashanu awanikwa akavanda mubako kuMakedha.”+ Joshua 10:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Pashure paizvozvo Joshua akavabaya, akavauraya, akavaturika pamatanda mashanu, uye vakaramba vakarembera pamatanda acho kusvikira manheru.+ 1 Samueri 15:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Zvisinei, Samueri akati: “Bakatwa+ rako zvarakaita kuti vakadzi vashayikirwe nevana, saizvozvo amai vako+ vachashayikirwawo nevana kupfuura vamwe vakadzi vose.”+ Naizvozvo Samueri akagura-gura Agagi kuva zvidimbu pamberi paJehovha muGirigari.+
26 Pashure paizvozvo Joshua akavabaya, akavauraya, akavaturika pamatanda mashanu, uye vakaramba vakarembera pamatanda acho kusvikira manheru.+
33 Zvisinei, Samueri akati: “Bakatwa+ rako zvarakaita kuti vakadzi vashayikirwe nevana, saizvozvo amai vako+ vachashayikirwawo nevana kupfuura vamwe vakadzi vose.”+ Naizvozvo Samueri akagura-gura Agagi kuva zvidimbu pamberi paJehovha muGirigari.+