Joshua 13:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi vanakomana vaIsraeri havana kudzinga+ vaGeshuri nevaMaakati, asi vaGeshuri+ nevaMaakati vachiri kugara pakati paIsraeri kusvikira nhasi. 2 Samueri 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Wechipiri aiva Kireyabhu+ akaberekwa naAbhigairi+ mudzimai waNabhari muKameri, wechitatu aiva Absaromu+ mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai+ mambo wokuGeshuri.
13 Asi vanakomana vaIsraeri havana kudzinga+ vaGeshuri nevaMaakati, asi vaGeshuri+ nevaMaakati vachiri kugara pakati paIsraeri kusvikira nhasi.
3 Wechipiri aiva Kireyabhu+ akaberekwa naAbhigairi+ mudzimai waNabhari muKameri, wechitatu aiva Absaromu+ mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai+ mambo wokuGeshuri.