RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 18:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 neZiira,+ Ha-erefi neJebhusi, kureva Jerusarema,+ Gibhiya+ neKiriyati; maguta gumi nemana nemisha yawo.

      Iyi ndiyo yaiva nhaka yevanakomana vaBhenjamini maererano nemhuri dzavo.+

  • Vatongi 1:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Vanakomana vaBhenjamini havana kudzinga vaJebhusi vaigara muJerusarema;+ asi vaJebhusi vachiri kugara nevanakomana vaBhenjamini muJerusarema kusvikira nhasi.+

  • 2 Samueri 5:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Dhavhidhi akagara munhare yacho, ikanzi Guta raDhavhidhi; Dhavhidhi akatanga kuvaka mativi ose kubvira kuMurwi Wevhu+ uye nechomukati.

  • Pisarema 125:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Jerusarema—zvarakapoteredzwa nemakomo,+

      Saizvozvowo Jehovha akapoteredza vanhu vake+

      Kubvira zvino kusvikira nokusingagumi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe