Genesisi 49:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Zvikomborero zvababa vako zvichava zvikuru kune zvikomborero zvemakomo asingagumi,+ kune chishongo chezvikomo zviripo nokusingagumi.+ Zvicharamba zviri pamusoro waJosefa, ipo panhongonya youyo akasarudzwa pavana vababa vake.+ 1 Makoronike 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vanakomana vaRubheni,+ dangwe raIsraeri—nokuti ndiye aiva dangwe;+ asi iye zvaakasvibisa mubhedha wababa vake,+ udangwe hwake hwakapiwa vanakomana vaJosefa+ mwanakomana waIsraeri, zvokuti aisazonyorwa sedangwe maererano nedzinza rake.
26 Zvikomborero zvababa vako zvichava zvikuru kune zvikomborero zvemakomo asingagumi,+ kune chishongo chezvikomo zviripo nokusingagumi.+ Zvicharamba zviri pamusoro waJosefa, ipo panhongonya youyo akasarudzwa pavana vababa vake.+
5 Vanakomana vaRubheni,+ dangwe raIsraeri—nokuti ndiye aiva dangwe;+ asi iye zvaakasvibisa mubhedha wababa vake,+ udangwe hwake hwakapiwa vanakomana vaJosefa+ mwanakomana waIsraeri, zvokuti aisazonyorwa sedangwe maererano nedzinza rake.