Numeri 32:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvino vanakomana vaRubheni+ nevanakomana vaGadhi+ vakanga vava nezvipfuwo zvakawanda, zvizhinjizhinji. Vakaona nyika yeJazeri+ nenyika yeGiriyedhi, uye tarira! nyika yacho yakanga iri nzvimbo yezvipfuwo.
32 Zvino vanakomana vaRubheni+ nevanakomana vaGadhi+ vakanga vava nezvipfuwo zvakawanda, zvizhinjizhinji. Vakaona nyika yeJazeri+ nenyika yeGiriyedhi, uye tarira! nyika yacho yakanga iri nzvimbo yezvipfuwo.