30 Samsoni akati: “Regai mweya wangu ufe+ pamwe chete nevaFiristiya.” Akabva azvikotamisa nesimba, imba ikawira madzishe akabatana nevanhu vose vaiva mairi,+ zvokuti vakafa vaakauraya pakufa kwake vakava vakawanda kupfuura vaya vaakauraya muupenyu hwake hwose.+