Jeremiya 23:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pamazuva ake Judha achaponeswa,+ uye Israeri achagara akachengeteka.+ Iri ndiro zita rake raachashevedzwa naro, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.”+ Jeremiya 33:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Mumazuva iwayo Judha achaponeswa+ uye Jerusarema richagara rakachengeteka.+ Richanzi, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.’”+
6 Pamazuva ake Judha achaponeswa,+ uye Israeri achagara akachengeteka.+ Iri ndiro zita rake raachashevedzwa naro, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.”+
16 Mumazuva iwayo Judha achaponeswa+ uye Jerusarema richagara rakachengeteka.+ Richanzi, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.’”+