Eksodho 13:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Zvino kana mwanakomana wako akazokubvunza,+ achiti, ‘Izvi zvinorevei?’ uti kwaari, ‘Jehovha akatibudisa muIjipiti,+ muimba yevaranda,+ noruoko rune simba. Jeremiya 32:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Makabudisa vanhu venyu vaIsraeri munyika yeIjipiti,+ nezviratidzo nezvishamiso,+ noruoko rwakasimba, noruoko rwakatambanudzwa uye nokutyisa kukuru.+
14 “Zvino kana mwanakomana wako akazokubvunza,+ achiti, ‘Izvi zvinorevei?’ uti kwaari, ‘Jehovha akatibudisa muIjipiti,+ muimba yevaranda,+ noruoko rune simba.
21 Makabudisa vanhu venyu vaIsraeri munyika yeIjipiti,+ nezviratidzo nezvishamiso,+ noruoko rwakasimba, noruoko rwakatambanudzwa uye nokutyisa kukuru.+