Dheuteronomi 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Madzitateguru ako akaenda nemweya makumi manomwe kuIjipiti,+ asi zvino Jehovha Mwari wako akaita kuti muve vazhinji senyeredzi dzokumatenga.+ Pisarema 105:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Izvi zvakaitika pavakanga vari vashomanana,+Chokwadi, pavakanga vari vashomanana, uye vari vatorwa mairi.+ Isaya 51:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Tarirai kuna Abrahamu+ baba venyu+ nokuna Sara+ akakuberekai zvishoma nezvishoma achirwadziwa nokusununguka. Nokuti akanga ari mumwe chete pandakamushevedza,+ ndikamukomborera uye ndikaita kuti awande.+
22 Madzitateguru ako akaenda nemweya makumi manomwe kuIjipiti,+ asi zvino Jehovha Mwari wako akaita kuti muve vazhinji senyeredzi dzokumatenga.+
12 Izvi zvakaitika pavakanga vari vashomanana,+Chokwadi, pavakanga vari vashomanana, uye vari vatorwa mairi.+
2 Tarirai kuna Abrahamu+ baba venyu+ nokuna Sara+ akakuberekai zvishoma nezvishoma achirwadziwa nokusununguka. Nokuti akanga ari mumwe chete pandakamushevedza,+ ndikamukomborera uye ndikaita kuti awande.+