Numeri 21:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvino Sihoni haana kubvumira Israeri kupfuura nomunharaunda yake,+ asi Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kunosangana naIsraeri murenje, akasvika kuJahazi,+ akatanga kurwa naIsraeri. Joshua 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni,+ achitonga kubvira kuAroeri,+ raiva pamahombekombe omupata une rukova weAnoni,+ uye pakati pomupata une rukova, nehafu yeGiriyedhi kusvikira kuJabhoki+ mupata une rukova, muganhu wevanakomana vaAmoni,
23 Zvino Sihoni haana kubvumira Israeri kupfuura nomunharaunda yake,+ asi Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kunosangana naIsraeri murenje, akasvika kuJahazi,+ akatanga kurwa naIsraeri.
2 Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni,+ achitonga kubvira kuAroeri,+ raiva pamahombekombe omupata une rukova weAnoni,+ uye pakati pomupata une rukova, nehafu yeGiriyedhi kusvikira kuJabhoki+ mupata une rukova, muganhu wevanakomana vaAmoni,