Revhitiko 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Naizvozvo nyika iyi haina kuchena, ndichaunza chirango pamusoro payo nokuda kwokukanganisa kwayo, uye nyika yacho icharutsa vagari vayo.+
25 Naizvozvo nyika iyi haina kuchena, ndichaunza chirango pamusoro payo nokuda kwokukanganisa kwayo, uye nyika yacho icharutsa vagari vayo.+