Revhitiko 18:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Imi munofanira kuchengeta mirau yangu nezvandakatonga,+ uye musaita chero chinhu chipi zvacho pazvinhu izvi zvose zvinosemesa, angava munhu womunyika yacho kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu.+ Dheuteronomi 12:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Chenjerera kuti urege kunyengerwa nawo,+ pashure pokunge atsakatiswa pamberi pako, uye kuti urege kubvunza pamusoro pavanamwari vawo, uchiti, ‘Marudzi aya aishumira vanamwari vawo sei? Ini, iniwo chokwadi ndichaita saizvozvo.’
26 Imi munofanira kuchengeta mirau yangu nezvandakatonga,+ uye musaita chero chinhu chipi zvacho pazvinhu izvi zvose zvinosemesa, angava munhu womunyika yacho kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu.+
30 Chenjerera kuti urege kunyengerwa nawo,+ pashure pokunge atsakatiswa pamberi pako, uye kuti urege kubvunza pamusoro pavanamwari vawo, uchiti, ‘Marudzi aya aishumira vanamwari vawo sei? Ini, iniwo chokwadi ndichaita saizvozvo.’