Numeri 35:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Munofanira kuvapa mhiri kuno kwaJodhani maguta matatu,+ uye munofanira kuvapa munyika yeKenani maguta matatu.+ Iwo achava maguta okupotera. Numeri 35:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Maguta matanhatu aya achava kwokupotera kuvanakomana vaIsraeri nokumutorwa nokumugari wokune imwe nyika+ ari pakati pavo, kuti ani naani anouraya mweya asingaiti nemaune+ atizire ikoko.
14 Munofanira kuvapa mhiri kuno kwaJodhani maguta matatu,+ uye munofanira kuvapa munyika yeKenani maguta matatu.+ Iwo achava maguta okupotera.
15 Maguta matanhatu aya achava kwokupotera kuvanakomana vaIsraeri nokumutorwa nokumugari wokune imwe nyika+ ari pakati pavo, kuti ani naani anouraya mweya asingaiti nemaune+ atizire ikoko.