5 Zvino akatuma nhume kuna Bharami+ mwanakomana waBheori kuPetori,+ iri pedyo noRwizi+ rwenyika yevanakomana vorudzi rwake, kunomushevedza, achiti: “Tarira! Kune rudzi rwakabuda muIjipiti. Tarira! Vafukidza nyika kusvikira kunogona kuonwa nomunhu,+ uye vagere pamberi pangu chaipo.