RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 23:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino Bharaki akati kuna Bharami: “Wandiitirei? Ndakakutora kuti utuke vavengi vangu, asi tarira, wavakomborera kwazvo.”+

  • Numeri 23:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Zvino Bharaki akati kuna Bharami: “Kana usingambogoni kumutuka, naizvozvo haufaniri kumbomukomborerawo.”

  • Numeri 24:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Zvino Bharaki akatsamwira Bharami kwazvo, akarovanisa maoko ake,+ uye Bharaki akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti utuke+ vavengi vangu, asi tarira! wavakomborera zvikuru kwazvo katatu aka.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe