Numeri 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi Nadhabhi naAbhihu vakafira pamberi paJehovha pavakauya nomoto usingabvumirwi nomutemo+ pamberi paJehovha murenje reSinai; uye havana kumbova nevanakomana. Asi Eriyezari+ naItamari+ vakaramba vari vapristi pamwe chete nababa vavo Aroni. Numeri 20:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Pfekenura Aroni nguo dzake,+ udzipfekedze mwanakomana wake Eriyezari;+ uye Aroni achaiswa kwakaiswa vanhu vokwake uye achafira imomo.”+
4 Asi Nadhabhi naAbhihu vakafira pamberi paJehovha pavakauya nomoto usingabvumirwi nomutemo+ pamberi paJehovha murenje reSinai; uye havana kumbova nevanakomana. Asi Eriyezari+ naItamari+ vakaramba vari vapristi pamwe chete nababa vavo Aroni.
26 Pfekenura Aroni nguo dzake,+ udzipfekedze mwanakomana wake Eriyezari;+ uye Aroni achaiswa kwakaiswa vanhu vokwake uye achafira imomo.”+