Joshua 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino Joshua mwanakomana waNuni akatuma varume vaviri pachivande vachibva kuShitimu+ vari vasori, achiti: “Endai, muone nyika yacho uye Jeriko.” Naizvozvo vakaenda vakasvika paimba yomukadzi aiva pfambi ainzi Rakabhi,+ vakagara ipapo.
2 Zvino Joshua mwanakomana waNuni akatuma varume vaviri pachivande vachibva kuShitimu+ vari vasori, achiti: “Endai, muone nyika yacho uye Jeriko.” Naizvozvo vakaenda vakasvika paimba yomukadzi aiva pfambi ainzi Rakabhi,+ vakagara ipapo.