Numeri 27:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iye achamira pamberi pomupristi Eriyezari, uye anofanira kumubvunzira+ nokutonga kweUrimu+ pamberi paJehovha. Vachabuda kana arayira uye vachapinda kana arayira, iye nevanakomana vose vaIsraeri vaainavo neungano yose.” Dheuteronomi 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Rayira+ Joshua, umukurudzire uye umusimbise, nokuti ndiye achayambuka+ ari pamberi pevanhu ava uye ndiye achaita kuti vagare nhaka nyika yauchaona.’+
21 Iye achamira pamberi pomupristi Eriyezari, uye anofanira kumubvunzira+ nokutonga kweUrimu+ pamberi paJehovha. Vachabuda kana arayira uye vachapinda kana arayira, iye nevanakomana vose vaIsraeri vaainavo neungano yose.”
28 Rayira+ Joshua, umukurudzire uye umusimbise, nokuti ndiye achayambuka+ ari pamberi pevanhu ava uye ndiye achaita kuti vagare nhaka nyika yauchaona.’+