Eksodho 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaHivhi nevaJebhusi,+ yaakapikira madzitateguru ako kuti achakupa,+ nyika inoyerera mukaka nouchi,+ unofanira kuita basa iri mumwedzi uno.
5 Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaHivhi nevaJebhusi,+ yaakapikira madzitateguru ako kuti achakupa,+ nyika inoyerera mukaka nouchi,+ unofanira kuita basa iri mumwedzi uno.