2 Samueri 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Dhavhidhi akabva ati kuna Abhishai:+ “Zvino Shebha+ mwanakomana waBhikri achava akaipa zvikuru kwatiri kupfuura Absaromu.+ Iwe tora vashandi+ vashe wako mumudzingirire, kuti asawana maguta akavakirirwa, akapukunyuka tichizviona.”
6 Dhavhidhi akabva ati kuna Abhishai:+ “Zvino Shebha+ mwanakomana waBhikri achava akaipa zvikuru kwatiri kupfuura Absaromu.+ Iwe tora vashandi+ vashe wako mumudzingirire, kuti asawana maguta akavakirirwa, akapukunyuka tichizviona.”