Revhitiko 7:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Pavanakomana vaAroni, uya anouya neropa rezvibayiro zvokugoverana nemafuta ndiye achapiwa bandauko rokurudyi kuti rive mugove wake.+ 1 VaKorinde 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hamuzivi here kuti vanhu vanoita mabasa matsvene vanodya+ zvinhu zvepatemberi, uye vaya vanoshumira nguva dzose+ paatari vanogovana neatari?
33 Pavanakomana vaAroni, uya anouya neropa rezvibayiro zvokugoverana nemafuta ndiye achapiwa bandauko rokurudyi kuti rive mugove wake.+
13 Hamuzivi here kuti vanhu vanoita mabasa matsvene vanodya+ zvinhu zvepatemberi, uye vaya vanoshumira nguva dzose+ paatari vanogovana neatari?