Numeri 18:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti chegumi chevanakomana vaIsraeri, chavachapa Jehovha kuti chive mupiro, ndachipa vaRevhi kuti ive nhaka yavo. Ndokusaka ndati kwavari, ‘Havafaniri kuwana nhaka pakati pevanakomana vaIsraeri.’”+ Joshua 21:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Hapana kana chipikirwa chimwe chete chakakundikana pazvipikirwa zvose zvakanaka zvakanga zvaitwa naJehovha kuimba yaIsraeri; zvose zvakaitika.+
24 Nokuti chegumi chevanakomana vaIsraeri, chavachapa Jehovha kuti chive mupiro, ndachipa vaRevhi kuti ive nhaka yavo. Ndokusaka ndati kwavari, ‘Havafaniri kuwana nhaka pakati pevanakomana vaIsraeri.’”+
45 Hapana kana chipikirwa chimwe chete chakakundikana pazvipikirwa zvose zvakanaka zvakanga zvaitwa naJehovha kuimba yaIsraeri; zvose zvakaitika.+