Genesisi 30:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Rakeri akabva ati: “Mwari ava mutongi+ wangu uye ateererawo inzwi rangu, zvokuti andipa mwanakomana.” Ndokusaka akamutumidza kuti Dhani.+ Genesisi 32:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Akabva ati: “Hauchanzizve Jakobho asi Israeri,+ nokuti warwisana+ naMwari uye nevanhu zvokuti wazokunda.”
6 Rakeri akabva ati: “Mwari ava mutongi+ wangu uye ateererawo inzwi rangu, zvokuti andipa mwanakomana.” Ndokusaka akamutumidza kuti Dhani.+
28 Akabva ati: “Hauchanzizve Jakobho asi Israeri,+ nokuti warwisana+ naMwari uye nevanhu zvokuti wazokunda.”