Vatongi 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino varume vaIsraeri vakanga vapika vari muMizpa,+ vachiti: “Hapana mumwe wedu achapa Bhenjamini mwanasikana wake kuti ave mudzimai wake.”+ Vatongi 21:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Isu hatibvumirwi kuvapa madzimai pavanasikana vedu, nokuti vanakomana vaIsraeri vakapika, vachiti, ‘Anopa Bhenjamini mudzimai ngaatukwe.’”+
21 Zvino varume vaIsraeri vakanga vapika vari muMizpa,+ vachiti: “Hapana mumwe wedu achapa Bhenjamini mwanasikana wake kuti ave mudzimai wake.”+
18 Isu hatibvumirwi kuvapa madzimai pavanasikana vedu, nokuti vanakomana vaIsraeri vakapika, vachiti, ‘Anopa Bhenjamini mudzimai ngaatukwe.’”+