6 Akatumira shoko, akashevedza Bheraki+ mwanakomana waAbhinoamu kubva kuKedheshi-naftari,+ akati kwaari: “Jehovha Mwari waIsraeri haana kurayira here? ‘Enda, mupararire paGomo reTabhori,+ uende nevarume zviuru gumi vevanakomana vaNaftari+ nevevanakomana vaZebhuruni.+