Dheuteronomi 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Kana ukaenda kunorwa nevavengi vako, ukaona mabhiza nengoro dzehondo,+ vanhu vazhinji kukupfuura, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako anewe,+ iye akakubudisa munyika yeIjipiti.+
20 “Kana ukaenda kunorwa nevavengi vako, ukaona mabhiza nengoro dzehondo,+ vanhu vazhinji kukupfuura, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako anewe,+ iye akakubudisa munyika yeIjipiti.+