Vatongi 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Gare gare ngirozi yaJehovha yakasvika,+ ikagara pasi pomuti mukuru waiva muOfra, waiva waJoashi wevaAbhi-ezeri,+ Gidhiyoni+ mwanakomana wake paaipura gorosi muchisviniro chewaini kuti akurumidze kuribvisa rirege kuonekwa naMidhiyani. Vatongi 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Jehovha akamutarira akati: “Enda nesimba rako iri,+ uye uchaponesa Israeri muchanza chaMidhiyani.+ Handisi kukutuma here?”+
11 Gare gare ngirozi yaJehovha yakasvika,+ ikagara pasi pomuti mukuru waiva muOfra, waiva waJoashi wevaAbhi-ezeri,+ Gidhiyoni+ mwanakomana wake paaipura gorosi muchisviniro chewaini kuti akurumidze kuribvisa rirege kuonekwa naMidhiyani.
14 Jehovha akamutarira akati: “Enda nesimba rako iri,+ uye uchaponesa Israeri muchanza chaMidhiyani.+ Handisi kukutuma here?”+