Eksodho 28:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Vanofanira kugadzira efodhi vachishandisa ndarama, shinda yebhuruu nemvere dzemakwai dzakaiswa ruvara rwepepuru yakatsvukuruka, shinda yakaiswa ruvara rutsvuku rwekokasi nerineni yakanaka kwazvo yakakoswa, rive basa romunhu anomenda.+ Vatongi 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino murume wacho, iye Mika, aiva neimba yavanamwari,+ akagadzira efodhi+ neterafimu,+ akapa simba+ mumwe wevanakomana vake, kuti ave mupristi wake.+ Vatongi 18:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Varume vashanu vakanga vaenda kunosora+ nyika yeRaishi+ vakabva vati kuhama dzavo: “Maiziva here kuti mudzimba idzi mune efodhi neterafimu+ nomufananidzo wakavezwa+ nomufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa?+ Zvino fungai zvamunofanira kuita.”+
6 “Vanofanira kugadzira efodhi vachishandisa ndarama, shinda yebhuruu nemvere dzemakwai dzakaiswa ruvara rwepepuru yakatsvukuruka, shinda yakaiswa ruvara rutsvuku rwekokasi nerineni yakanaka kwazvo yakakoswa, rive basa romunhu anomenda.+
5 Zvino murume wacho, iye Mika, aiva neimba yavanamwari,+ akagadzira efodhi+ neterafimu,+ akapa simba+ mumwe wevanakomana vake, kuti ave mupristi wake.+
14 Varume vashanu vakanga vaenda kunosora+ nyika yeRaishi+ vakabva vati kuhama dzavo: “Maiziva here kuti mudzimba idzi mune efodhi neterafimu+ nomufananidzo wakavezwa+ nomufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa?+ Zvino fungai zvamunofanira kuita.”+