Numeri 21:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Naizvozvo Israeri akatora maguta aya ose, uye Israeri akatanga kugara mumaguta ose evaAmori,+ muHeshbhoni+ nomumataundi ose aiva pasi paro. Dheuteronomi 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “‘Simukai, tamai pano muyambuke mupata une rukova weAnoni.+ Onai, ndaisa Sihoni+ mambo weHeshbhoni, muAmori, mumaoko enyu. Naizvozvo tangai kutora nyika yake kuti ive yenyu, uye irwai naye. Dheuteronomi 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo Jehovha akati kwandiri, ‘Usamutya,+ nokuti ndichamuisa muruoko rwako, iye nevanhu vake vose nenyika yake; umuitire sezvawakaitira Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni.’ Joshua 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni,+ achitonga kubvira kuAroeri,+ raiva pamahombekombe omupata une rukova weAnoni,+ uye pakati pomupata une rukova, nehafu yeGiriyedhi kusvikira kuJabhoki+ mupata une rukova, muganhu wevanakomana vaAmoni, Joshua 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 nemaguta ose aSihoni mambo wevaAmori, aitonga muHeshbhoni, kusvikira kumuganhu wevanakomana vaAmoni;+
25 Naizvozvo Israeri akatora maguta aya ose, uye Israeri akatanga kugara mumaguta ose evaAmori,+ muHeshbhoni+ nomumataundi ose aiva pasi paro.
24 “‘Simukai, tamai pano muyambuke mupata une rukova weAnoni.+ Onai, ndaisa Sihoni+ mambo weHeshbhoni, muAmori, mumaoko enyu. Naizvozvo tangai kutora nyika yake kuti ive yenyu, uye irwai naye.
2 Naizvozvo Jehovha akati kwandiri, ‘Usamutya,+ nokuti ndichamuisa muruoko rwako, iye nevanhu vake vose nenyika yake; umuitire sezvawakaitira Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni.’
2 Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni,+ achitonga kubvira kuAroeri,+ raiva pamahombekombe omupata une rukova weAnoni,+ uye pakati pomupata une rukova, nehafu yeGiriyedhi kusvikira kuJabhoki+ mupata une rukova, muganhu wevanakomana vaAmoni,
10 nemaguta ose aSihoni mambo wevaAmori, aitonga muHeshbhoni, kusvikira kumuganhu wevanakomana vaAmoni;+